Matchaba

Kubva Wikipedia

Matchaba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Rethabile Magege; Ziphezinhle Matchaba; Morison Matchaba; Vhunzai Matchaba.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Gusilay vanoti ecab (v. shoot in mid-flight or run - [in reference to sports]; 2. reach by interception). Fananidzai nokuti kuzhaba.