Matala
Mataridziko
Matala izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa, neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Matala Mafokane, Rene Matala; Lizo Matala; Jonathan Matala.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.