Mashaya sezita
Mashaya kana Mlindi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Munashe Mashaya; Portia Mashaya; Tariro Mashaya; Stanley Mashaya.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.