Mapeto sezita
Mataridziko
Mapeto izita revanhu rinowanikwa kuMalawi.
- Kumapeto (at the end or edge) kureva kwakagumira nzvimbo kana chinhu. Sokuti kumapeto kwemunda.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.