Mapereke

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mapereke izita rinowanikwa muZimbabwe

  • Mapereke (a generous person).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaMambwe vanoti -peleka (to give generously, liberally) kureva kupa kwakasununguka.
  • VaSwahili vanoti peleka (take to a particular place or person, convey, transport. 2. send, transmit, deliver. - simu. telegraph, wire. 3. lead, conduct, escort).
  • VaSwahili vanoti mpelekwa (1. messenger, courier. 2. envoy, delegate).

Zvinyorwa Zvinotodzana[chinja | edit source]