Mapalo

Kubva Wikipedia

Mapalo izita revanhu rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mark Mapalo; Mapalo Kasonde; Mapalo Chambeshi; Mapalo Mwaba.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]