Manhombo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Manhombo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Mhondo kana nhombo (Small upper grindstone for snuff) apa kureva huyo ndiki inokuyiswa fodya yemumhuno.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti nombo (the fibres of bark cloth).