Mandeya

Kubva Wikipedia

Mandeya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Shem Mandeya; Lawrence Mandeya; Tatenda Mandeya.
  • Kandeya kana Mandeya (one who goes around, rotation).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.