Manase sezita

Kubva Wikipedia

Manase izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Congo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Nyengo Manase; Gounard Manase; Makhaya Manase; Brian Manase.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.