Makumbu sezita

Kubva Wikipedia

Makumbu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Johannes Makumbu; Joao Makumbu; Belbiche Makumbu; Makumbu Nlandu.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kumitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti makumbu (old person, lapsed). Mamwe mazwi: rikumbi (n. day) kureva musi.