Makau sezita
Mataridziko
Makau izita remhuri rinowanikwa muKenya, Botswana neSouth Afrika.
- Vanhu vane zita iri: Ben Makau, Alphonse Makau, Lilian Makau; Thapelo Makau.
- Mazwi ari pedyo: Mukau sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti makau (n. goblets; chalice).