Makari sezita
Mataridziko
Makari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neNamibia.
- Vanhu vane zita iri: Sarah Makari; Grace Makari; Benkai Makari; Zalerah Makari.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaBambara vanoti makari (n. mercy; clémence, compassion).