Mainza sezita

Kubva Wikipedia

Mainza izita revanhu rinowanikwa kuZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mainza Chipenzi; Mainza Chibuye; Richard Mainza; Phinias Mainza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Baila vanoti mainza (summer, rainy season) kureva maenza. Nsenga vanoti mainza (n. rainy season) kureva maenza.
  • VaLenje vanoti mainsa (rainy season; period of heavy rains November to March) kureva maenza.
  • Taabwa vanoti mainza (n. rainy season) kureva maenza. Mamwe mazwi: kuinza (v. show up to eat without being invited).
  • Taabwa vanoti kuinzisya (v. to be in full swing; to be at your best)