Mahonde

Kubva Wikipedia

Mahonde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti mwana Honda kana wana honde (farmer/s) kureva varimi.
  • VaZigula vanoti honde (1. farm, farmland, gardens).