Magora sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Magora izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Rimwe zira biri pedyo rinonzi Makora.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Gora (vulture).
  • Gora (large wild cat) zvichireva nhiriri.
  • Gora kana magora (Calf pen within dwelling-house) zvichireva gwere kana magwere.
  • Gora kana magora (Uninhibited person; 2. Smart, young trickster).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.