Gamba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMagamba)

Gamba (kureva hero; heroine, paChishongrish tichiti Hhiro) zvinoreva vanhu vakabata basa guru mudunhu kana munyika yavanogara, zvikurusei avo vakanga vari varwi vehondo dzekusunugnura kana kudzivirira nyika kumhandu.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Vatauri veLuganda vanoti omuziro (hero).
  • VaTsonga vanoti nhenha (hero; warrior) vachireva gamba.
  • Nsenga vanoti ndena (n. a strong man). Mamwe mazwi: vundena (n. courage).

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Supahhiro