Mafisa sezita
Mataridziko
Mafisa izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neLesotho.
- Vanhu vane zita iri: Lisebo Mafisa; Boitumelo Mafisa; Ntahli Mafisa; Keletso Mafisa.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kiwanga inoti mafiswi (adv. privately; secretly) kureva kutsvitsa.
- Bemba inoti mafisa kanwa (n. bribe) kureva pfumbamuromo kana chiwokomuhomwe.