Svetuka kuchirochemo

Madzonga

Kubva Wikipedia

Madzonga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Makhosi Madzonga; Fadzai Madzonga; Moses Madzonga; Gaone Madzonga.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • VaTsonga vanoti dzonga (n. south). Mamwe mazwi: Vadzonga (n. sub-tribe of the Tsonga people. Means people from the south).
  • Nyanja inoti dzonga (adv. erect). Sokuti: kukala dzonga (to sit up erect). Mamwe mazwi: kudzongola (to strighten something crooked, to stretch out).