Madilu sezita
Mataridziko
Madilu izita remhuri rinowanikwa muAngola, neCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Jennette Madilu; Sandra Madilu; Bernadette Madilu; Arlette Madilu; Gisele Madilu.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu inoti lukuaku lua madilu (n. left hand) kureva ruwoko rweruboshwe.
- Kimbundu inoti lukuaku lua kiasu (n. right hand) vachireva ruwoko rwerudyi.