Svetuka kuchirochemo

Dambo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuMadambo)

Dambo kana madambo pakuwanda (1. Open, level stretch of land generally with fertile soil).

  • Vamwe vanoti dambo mupata uri pakati pemakomo (Valley between hills).

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Vatauri veChewa vanoti dambo (a grass covered plain; a watery marsh).
  • Mang'anja vanoti dambo (a grass covered plain without trees; open glades in the bush - the soil seems more clayey, the grass is luxuriant).
  • VaSwahili vanoti mdambi (savannah, grassland; bot. heather).
  • VaBemba vanoti nika (n. plain) kureva dambo.