Machingaidze
Mataridziko
Machingaidze izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Chingaidza (Embarrass. Confuse. Muddle person. Bewilder).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Bushong vanoti nshinga & mushinga (n. Curse, ill treatment, insult; offense).
- Teke-Kukuya vanoti mushinga (n. Blasphemy, insult, offence, ill treatment).
- MaZulu vanoti shinga (v. Act wrongly, do wrong; act the ruffian).
- MaZulu vanoti isishingi (habitual wrong doer).
- MaZulu vanoti ilishinga kana amashinga (n. 1. Wrong-doer; ruffian; 2. Mischievous person; entertaining person).
- MaZulu vanoti ubushinga (n. Wrong-doing nature, mischievousness).