Mabuse

Kubva Wikipedia

Mabuse izita remhuri rinowanikwa kuSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Joseph Mabuse; Joel Mabuse; Nkepile Mabuse; Palesa Mabuse.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.