Mabaya

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Baya kana mabaya (Uncongenial task). Kune zita remhuri rinonzi Baya.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Mubayi wetsumo anowana zvaanoda. One who applies proverbs gets what he wants.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti mabaya (1. badness, spitefulness, wickedness, malice; 2. bitterness, embitterment).
  • VaSwahili vanoti kitu kibaya (a bad thing; something unpleasant).
  • VaSwahili vanoti ubaya (1. evil).
  • VaDigo vanoti -baya (1. bad, evil, unclean).
  • VaDigo vanoti m-baya (bad illness) vachireva chirwere chakaipa.