Mabapa

Kubva Wikipedia

Mabapa izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Mogau Mabapa; Michael Mabapa; Trevor Mabapa.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti mabapa (near to; opposite to) kureva pedyo]. Munzi wa hae u inzi mabapa ni Butoya, his village is opposite to Butoya.