Mabanga sezita
Mabanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Nakaishe Mabanga; Vimbai Mabanga; Paul Mabanga; Zanele Mabanga.
- Mazwi ari pedyo: Mapanga sezita, banga.
Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.