Likumbi sezita
Mataridziko
Likumbi izita remhuri rinowanikwa muGabon neZambia.
- Vanhu vane zita iri: Likumbi Matondo; Likumbi Kasoka; Likumbi Sakalunda; Likumbi Chipoya.
- Mazwi ari pedyo: mukumbumumwe (l. Sheeplike behaviour - all following leader; 2. Clannish behaviour)
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Maconde inoti likumbi (n. assembly, court) kureva gungano kana dare.