Kutuhwina
Mataridziko
Pakutaura kwemazuva ano kutuhwina zvinenge zvimwechete nekushambira kana kudhidha mumvura. Asi fananidzai izwi rokuti kutuhwina nemazwi eVaMambwe ari paMitauro yeBantu. Zvichida kutuhwina zvinoreva inzonzi diving kuEnglish?
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaMambwe vanoti -tuula (to cause to emerge, to take out of water). Mamwe mazwi: -tuwika (to dip into water). -tuwila (to dive - like a water-fowl).
- VaMambwe vanoti -tuwincizya (to dip, plunge, sink in). Mamwe mazwi: -tuwizya (to cause to dive; to cause to sink under water). -tuwizyanya (to plunge one another under water).
- MaZulu vanoti bukuda (1. Plunge or dive into water - as a heavy body; 2. Play and splash in the water, bathe) vachireva kubhuguja.
- MaZulu vanoti umbukudi (n. Bather). Mamwe mazwi: umbukudo (1. Bathing-party. 2. Bathing, a plunging in water). Isibukudo (n. pool) kureva dziva remvura.
- Mang'anja vanoti kubira (v. to dive; to plunge). Mamwe mazwi: Muntu wabira apo (he dived there).