Mburuzvira

From Wikipedia
(Redirected from Kutsvenenzveka)
Jump to navigation Jump to search

Mburuzvira (Roundness, evenness. slipperiness of shape) vinotaura chiro chine rukanda kana uso hwakakwenenzverwa pasina kumanzika kana chimwe chaka chachamara kana kuchanjamara.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Muviri wayo wakangoita mburuzvira: apa kureva its body is smooth shaped, without protruding joints.