Mburuzvira

From Wikipedia
(Redirected from Kukwenenzvera)
Jump to navigation Jump to search

Mburuzvira (Roundness, evenness. slipperiness of shape) vinotaura chiro chine rukanda kana uso hwakakwenenzverwa pasina kumanzika kana chimwe chaka chachamara kana kuchanjamara.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti kudeleka (be smooth). Mamwe mazwi: -deleka (adj. smooth). Kudelesa (v. make smooth).
  • VaGulu vanoti ku-paluka (rough) vachireva kuparuka.