Kutsaka sezita
Mataridziko
Kutsaka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, South Africa neMozambique.
- Vanhu vane zita iri: Vuxa Kutsaka; Paulo Kutsaka; Mimie Kutsaka; Alicia Kutsaka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kikuyu inoti kuthaka kana mathako (n. diversion, pasttime) kureva chivaraidze. Pamamwe mazwi eKikuyu thi anotodza tsi weShona. Sokuti rothingo rua nyuma (n. wall of a house).