Kutesva

From Wikipedia
(Redirected from Kutesvera)
Jump to navigation Jump to search

Kutesva, kutesvera kana kuva nemutesverwa (to sharpen, to put a point, to be pointed).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • BaKalanga vanoti teswa (have a sharp end, as a needle) vachireva kutesvera.
  • VaGwere vanoti isonga kana masonga (n. point, tapered, sharp end of a tool, weapon, or other object) vachireva mutesverwa. Mamwe mazwi: isongolya (make pointed) vachireva kutesvera.
  • VaRundi vanoti i-songa (n. tip, point) vachireva kanzvi. Mamwe mazwi: VaRundi vanoti umu-songa (n. point) vachireva kanzvi.
  • VaRundi vanoti gu-songora (to sharpen to a point, to be pointed) vachireva kanzvi.
  • VaDigo vanoti atsa (point, pointed end, tip) kureva mutesverwa. Sokuti: Vigongo viratu vina lutsa - Those same sticks have sharp points.