Svetuka kuchirochemo

Dzerevende

Kubva Wikipedia

Dzerevende (Wander about. Be at a loose end) kana kutekaira.

  • Kudzerevenda (Be at a loose end - to have nothing to do; have nothing specific to do).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Ndiye anodzverevenda: he is the one who hangs about and delays his departure.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]