Kutapa

Kubva Wikipedia
  • Kutapa Nhapwa (taking captives) zvichireva kubata vanhu nhapwa.
  • Kutapa Zviwanikwa (extracting resources) zvichireva mabasa anosanganisira kumora huchi, kuchera simbi dziri muvhu, kuchere mafutarubwe zvichingodaro.
  • Kutapa Mukanwa (to extract words, evidence or confession from someone?) zvichireva kuwana mazwi auri kutsvaga kubva kumunhu, dzimwe nguva nenzira dzakavandika.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti tapa (Extract, take out (as honey from hive, ore from mine) vachireva kumora huchi kana kuchera simbi pamugodhi.
  • MaZulu vanoti umtapi (Collector of honey, moulding-clay, ore, etc; mine owner) vachireva munhu anomora huchi kana kuchera simbi pamugodhi.
  • Baila neMaZulu ku tapa (extract honey from a nest) vachireva kumora huchi. VaZigula vanoti kutaha (v. despoil - plunder, pillage).
  • VaNyungwe vanoti -tapa (v. take out). VaGungu vanoti kutaha (v. fetch, draw water; get s.t. from somewhere) kureva kutapa.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.