Kupidigura

From Wikipedia
(Redirected from Kusunamisa)

Kupidigura (turn upside down, invert) zvinoreva kumisa chinhu chakasunama pasi pari mudenga.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Pidigura hamba irege kufamba.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Nyanja inoti kupidikula; kupidigula (to roll over; to get into a mfumba sleeping-bag & rollover to turn the mouth downwards so rain, cold or beast can not get in) kureva kupidigura.
  • Yao inoti pitikula (to turn over, to turn around) kureva kupidigura.