Kuronza Mashoko
Mataridziko
- Kuronza Mashoko (to speak, to say, to tell) apa zvichireva kutaura. Izwi iri rinonyanya kushandiswa kuChiNdau.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kuronzera (tell, explain).
- Chironzo (1. a law; 2. an urgent commission; 3. dictate - an authoritative order or command).
- Ndichawonga Mambo Mwari nemoyo wangu wese, ndicharonza mishando yako yese inoshamisa.
- Kuwonga (to praise, to thank).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- .... Ronzerai varanda venyu hope, nesu tinozoonisa kududzirwa kwadzo: Tell your servants the dream, and we will interpret it. (Daniel 2:4, Bhaibheri reChiNdau).
- Ronzai kune vakarurama, kuti zvinozovanakira, ngokuti vanozodya michero yezviito zvavo: Tell the righteous, that it shall be well with him: for they shall eat the fruit of their doings. (isaiah 3:10, Bhaibheri reChiNdau).