Kuridza Mutsinyo

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKuridza tsamwa)

Kuridza Mutsinyo kunoitwa nemunhu atsamwa, agumbuka kana anobhowekana nezvinhu zvaaona kana zvaaitirwa. Mutsinyo unorira uchiti ntshi kana nqa. Pakati pevanhu vatema kuAfrica ndiko kunowanikwa tsika yekuridza mutsinyo. Vamwe vaturi vanoti kuridza tsamwa.Vazhinji vanoti ukatuta amai vemunhu nechemumoyo zvinobuda kunze nenzira yetsamwa. Ngatingwarirei pakuridzirana tsamwa nokuti hauzive mumwe wako zvaakakura achiudzwa panyaya yetsamwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaBukusu vanoti khuusinya (vtr. get annoyed with, get disgusted with, get on one’s nerves, tire out). Mamwe mazwi: eesinyo (n. disgust).
  • VaBukusu vanoti khuusinyikha (vint be annoyed, be displeased, be angry, be disgusted, be disappointed). Mamwe mazwi: khuusinyikhila (be angry with, be annoyed with).
  • VaBukusu vanoti khuusinyisya (vtr. annoy, anger, disgust, nauseate, defile, make dirty, disappoint).