Kurera (kuyerera)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kurera zvinoreva kuyerera kunorembuka sederere. Kurezuka zvinotaura kuyerera kunoita huchi.