Kutonongora
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKupunungura)
Kutokonora, kuchokonora, kutonongora kana kupunungura (to shell, to remove grain from maize cob).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yaBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kirundi vanoti gutonora (to shell beans, peas, peanut etc.) kureva kutonongora. Gutonorera (to shell for or at).
- Kirundi vanoti gutonorwa (to be shelled - of beans, peas, peanut etc.) kureva kutonongorwa.
- Lugwere vanoti butono (v. smallness, littleness, thinness, narrowness). Mamwe mazwi: kitono (small, narrow, thin, few).
- Luganda vanoti ekitono (adv. less; few; small; little; tiny). Mamwe mazwi: obutono (n. pebble).