Kutonongora

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutokonora, kuchokonora, kutonongora kana kupunungura (to shell, to remove grain from maize cob).


Mitauro yaBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti gutonora (to shell beans, peas, peanut etc.) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti gutonorwa (to be shelled - of beans, peas, peanut etc.) rinotaurwa mururimi rweKirundu.
  • Izwi rokuti gutonorera (to shell for or at) rinotaurwa mururimi rweKirundu.