Mvumo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mvumo (permission) zvinoreva nhemo kana mashoko anotendera munhu kuita zviitwa zvakarehwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti imvume kana imvumelo (permission), kureva mvumo.
  • MaZulu vanoti umvumeli (Supporter, seconder of a motion) kureva mubvumiri kana mutsigiri wenyaya.