Svetuka kuchirochemo

Kupindurudza

Kubva Wikipedia

Kupindurudza (to turn inside out) zvinoreva kushandura chinhu kuti mukati mave kunze uye kunze kwave mukati.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Wapfeka hembe wakapindurudza, enda unopfeka zvakanaka.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • MaZulu vanoti petu (ideophone. 1. of turning inside out. 2. of revealing. 3. of babbling, talking nonsense) inyaudzosingwi yekupindurudza, kuburitsa zvakavandika kana kuwomoka pakutaura.
  • MaZulu vanoti petula (1. Turn inside out. 2. Turn over in searching, search under) vachireva kupindurudza.
  • MaZulu vanoti petuka (1. Turn inside out; 2. Be revealed, uncovered, discovered) vachireva kupindurudzwa.
  • Luganda vanoti okuweta (v. Turn).