Svetuka kuchirochemo

Kupfumbata

Kubva Wikipedia

Kupfumbata kana kupfumba (form a fist, enclose in hand) zvinoreva kuita chibhakera kana kuvharira muchanza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti fumbatha (Close the hand; close the hand upon, hold in closed hand; contain). Mamwe mazwi: fumbathisa (Hand over to, give present; place in possession).
  • VaNyakyusa vanoti fumbata (enclose in hand or mouth) vachireva kupfumbata. VaWanga vanoti okhufumbira (surround, enclose) vachireva kupfumbira.
  • VaWanga vanoti okhufumbara (hold in the clenched hand; take a handful) vachireva kupfumbata. VaNyakyusa vanoti fumba (enclose in mouth or hands) kureva kupfumba.
  • VaZigula vanoti kufumphatira (hold in the arms; hug tight; embrace; hold in arms).