Kupereka
Mataridziko
Kupereka (handing over) zvinoreva kugamuchidza chinhu chiri kupiwa semubhadharo, kana mubayiro.
- Kupereka (to accompany, send one on his way).
- Kuperekedza (to accompany).
- Kupereka (to take or send a person or things to someone).
- Kupereka (to serve, to wait on).
- Mupereki (waiter at a table) munhu anoshandira vamwe panguva yekudya achivaigira chokudya.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Munhu ari kutenga anopereka mari kumutengesi.
- Tete vaenda kunopereka muzukuru wavo kumurume wake mutsva.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaNyungwe vanoti kupereka (n. carry) zvichireva kubereka.
- Barawani neVaSwahili vanoti peleka (take to a particular place or person, convey, transport. 2. send, transmit, deliver. - simu. telegraph, wire. 3. lead, conduct, escort).
- Swahili vanoti mpelekwa (1. messenger, courier. 2. envoy, delegate). Dinka inoti kam (n. forearm; cubit) kureva ruwoko.
- VaWabo vanoti opelreka (treat with malice) vachireva kupereka.