Kupanga sezita
Mataridziko
Kupanga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Samuel Kupanga; Carine Kupanga; Fernando Kupanga; Brinitte Kupanga.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kimbundu vanoti olobanga (n. are doing, are building (present continuous of the verb kubanga)) kureva vari kuvaka.