Kunyongodeka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kunyongodeka (dissolve completely in a liquid).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti mnyonge (weakly, sickly person).
  • VaSwahili vanoti unyonge (weakness, feebleness).
  • VaSwahili vanoti nyonga (hip, thigh, side).
  • VaSwahili vanoti kinyonga (lameness caused by sickness or injury of the hip).
  • VaNyakyusa vanoti sungula (choose, sift) vachireva kuketa kana kusefa.
  • VaNyakyusa vanoti sungulula (dissolve) vachireva kunyongodeka.