Kungwarira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kungwarira (to beware of, to be clever at, to watch over) zvinoreva kuva wakachenjerera zvinhu zvinokwanisa kuitika zvingava nenjodzi kana zvinokonzera kurasikirwa.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Psalm 146:9, Mambo Mwari unongwarira vapara; unotsimisa nherera neshirikadzi: The Lord watches over the foreigner and sustains the fatherless and the widow. (kubva muBhaibheri reChiNdau).