Svetuka kuchirochemo

Kukusha

Kubva Wikipedia
  • Kukusha (to dislodge fruit from tree) zvichreva kukushumura, uku kuri mudonhedza machete mumuti nechitanda kana kupotsera mabwe.
  • Kukusha (to sow by broadcasting) zvichireva kukanda mbeu mumunda panguva yekudyara - mbeu dzakadai se[[]] kana mapfunde.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.