Gukurahundi
Mataridziko
- Gukurahundi muZimbabwe (Brutal killings of Ndebele people in the 1980s) zvinoreva kuurayiwa kwakaitwa vanhu verudzi rweMaNdebele kuma 1980.
- Gukurahundi (First Rains that wash away the chaff).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |