Kukoka
Mataridziko
- Kukoka vanhu (to invite) zvichireva kudaidza kumabiko kana muchato.
- Kukoka (to surround) zvichireva kukomberedza kungava nembwa kana nevanhu.
- Kukoka pfuti (to cock a gun or firing mechanism) zvichireva kukoka pfuti.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nyanja inoti kukokera (to sweep around an island as a boat). Lugwere inoti kukoka (v. to load).
- Bushong inoti kukoma (vt. Collect; assemble, come together; congregate; comingle; crowd about one; become one of a company or group).
- AmaZulu vanoti ukukhokha (draw out ready to attack, ready to strike) vachireva kukoka - sokuti kukoka chibhakera.
- MaZulu vanoti ukukhokha (exhibit, take out ready to show) kubuditsa kuti utaridze - sokuti ukukhokha ulimi kureva kubuditsa rurimi kuti ruonekwe.
- MaZulu vanoti Imithi isikhokhe izimbali (The trees are now putting forth flowers) kureva miti yabuditsa maruva.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
