Kukiyakiya

Kubva Wikipedia

Kukiyakiya zvinoreva kuita zvinhu zvekutamburira kana kumanikidza kuti zvaifambe.

Mune rimwe ramakore ekuoma kwezvehupfumi gurukota rezvemuduso Tendai Biti akaparura chinyorwa chebhajeti chinotaura zvokurongwa kwemashandisirwo emari yehurumende achiti vainge vakiyakiya pakubatanidza chinyorwa ichi.

  • Mugore ra2018 zvinhu zvanga zvakawoma muZimbabwe, kana zvakadzidza kuUniversity vanga vachikiyakiya vasina mabasa akati tsvikiti.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti khiyakhiya (Struggle against odds, fight against difficulties).
  • MaZulu vanoti khiyakhiya (Be mentally confused, agitated, perturbed).
  • MaZulu vanoti inkiyankiya (Difficulty; something hard to tackle; odds).
  • MaZulu vanoti inkiyankiya (Mental confusion, agitation).